Ngarava

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ngarava (Ship) zvinoreva mhando yechikepe chikurusa chinofamba mugungwa.

Kurerutsa Mutauro

Mitauro yeBantu

  • Izwi rokuti chikombero (harbor) rinotaurwa mururimi rweChewa.
  • VaSwahili vanoti galawa (canoe).
  • VaMakhuwa vanoti kalawa (canoe).